To the ladies... Munhukadzi gara uchizivawo kuti mazamu ako anotariswa nevarume kakawanda pazuva. Murume akaona munhukadzi anotarisa pam...
To the ladies... Munhukadzi gara uchizivawo kuti mazamu ako anotariswa nevarume kakawanda pazuva.
Murume akaona munhukadzi anotarisa pameso, otarisa pamazamu, otarisa magaro ozopedzisira nokutarisa makumbo. Adaro oenda hake kwaanoenda atozviudza kuti mukadzi waatarisa akanaka here kana kuti akashata.
Murume wako anokutarisa zuva nezuva sezvaanoita vamwe vakadzi vemuraini. kana uri mukadzi wechidiki kureva kuti Mukadzi wese ari pasi pe makore 45 this age ndoino zvara mu africa zvichidika so u are still young if u are 45yrs and below zvinoreva kuti muupenyu hwako uchineshungu dzokuonekwa uri munhu anoyevedza kutarisa.
![]() |
Munhukadzi Gara Uchizivawo Kuti Mazamu Ako Anotariswa Nevarume Kakawanda |
Mazamu anoonekwa kufuta pachifuva chero mutarisi ari kure kure. Anobva atoziiva kuti uri munhukadzi, chero usina kupfeka dhirezi musi uyu. Saka mazamu ndiyo IDENTITY yedu isu vakadzi, so this days kune ma braa ano shaper neatly mazamu edu kuti titarisikewo sevanhu varinani even rakayamwiwa unoonekera mudikani, zvingatibatsira kuti mazamu edu agare ari in shape ana amai kana uchiyamwisa zamu ngarirege kuremerwa ne mukaka please ndapota, ukaona mukaka wawandisa zviri nani ukame, ma exercises anobatsira zvikuru, especially gym, swimming, kumhanya press ups they will keep u in shape zamu rinobva raita kakuoma, so I recommend you ladies kuti tisabva tazviiita vanhu vemhanga manga.
Women nana marry me lets work on our shapes body more attractive, they don't care about their bodies as long vakaroorwa I beg ladies we have to change.
Adverts Here
Adverts Here