Tete, ndine 19 months ndaroorwa asi ndine dambudziko rekuti murume ndomuda chose uye iye anondida asi pabonde handisviki chaipo ipo nemboro ...
Tete, ndine 19 months ndaroorwa asi ndine dambudziko rekuti murume ndomuda chose uye iye anondida asi pabonde handisviki chaipo ipo nemboro yake, but ndiri ndega ndinosvika pakutunda. Murume ane zvese zvakakwana uye anoshanda basa. Ini ndini ndine dambudziko.
Mhinduro yangu, murume kana wati anokuda, iwe uchimuda, zvoreva kuti munofanira kushanda pamwe chete kugadzirisa nyaya dzenyu. Kuti murume anzi anogona basa anofanira kumboita nguva muchisvirana kuti unyatsonyorova. Zvadaro okuitira nguva refu kubva pakupinza kusvika paanokudiridzira, toti maminitsi anopfuura manomwe. Vakadzi vakawanda panguva yakadai vanenge vasvikawo ipapo pauri kuti chaipo ipo.
Asi nzwisisai kuti kune vakadzi vakawanda vasingasvike pakutunda nekuda kwekuiswa nemboro. Ava vakawanda zvokusvika pa 65%. Vanoda kuti uku murume ari pabasa uku iwe muridzi uri kuzvikwizirirawo bhinzi nemaoko.
Mboro YeMurume Wangu Haigone Kunditundisa! |
Pamwe ndosaka uchiti uri wega hauna dambudziko. Saka apa tiri kuti tese tinoziva kuti kuiswa kunonaka hako chose asi dzimwe nguva unenge uchinzwa kuda kunyatsosvikawo chaipo panonyerekedza muviri. Mboro yega kune vamwe haizvikwanisi saka iwe muridzi isa maoko pakati uzvikwizirire bhinzi murume achikusvira zvinokasira kufamba kuti mese munakirwa.
Source: MasasieHarare
Adverts Here
Adverts Here