Page Nav

HIDE

Grid

GRID_STYLE

Hover Effects

TRUE
{fbt_classic_header}

Header Ad

Solana Windscreens Zimbabwe

Breaking News:

latest

Ads Place

China CheMadzimai

Ongorororo yandakaita vakadzi vakadzi vari kusiyiwa vakaneta kwete kutunda Part 1 (Kutunda nekuneta zvakatosiyana nekure chaiko.) 1. vaka...

Ongorororo yandakaita vakadzi vakadzi vari kusiyiwa vakaneta kwete kutunda Part 1 (Kutunda nekuneta zvakatosiyana nekure chaiko.)


1. vakadzi mudzimba umu havatundi asi vanongosiiwa vaneta chete

2. Varume vazhinji havanyatsogona romance

3. Varume vazhinji vanokurumidza kutunda veduwe

4. Vakadzi havabvumidze havabvumidze kutaura zvavanoda panyaya dzebonde uye akangoda kuti handina kuguta yatova nyaya hombe chaiyo

5. Murume akatunda ndoparera sex mukadzi haaana basa

SOLUTION:

Varume hamugone kukwira munoita wejongwe. Iko kukwira hakudi kuita zvekumhanya nyatsa kubata mukadzi wako mbichana mbichana zvine kasoft touch mukati kwete kungombunyikidza kunge urikukanya madhaka womboyamwa wo mazamo ake uchibata bata matinji ake kusvika beche ratota wochikwira usamhanya kana wave padenga zvinyoro nyoro aci zviine kaimpact iwo makwirirwo.
China CheMadzimai
Ini ndokukwatura nembama nababa.kudai kikkkk. Varume munoziva here kut icho CHIKAPA chatinoita vakadzi. Rythm yacho is controlled newe murume. Kana uridofo uchingoti zhii pamusoro pangu sedanda uchizvonyongoka senyoka nyangwe ndiri shasha yechikapa zvoshaya basa sokuti its not easy kusimudza chiuno apa ndakatsikirwa nezi 80kg rine zidumbu kikkkk lol. zvinoda skill plus gud position wee.

Kukoira kwacho munodai varume:

1. Usarara wakatsikirira mukadzi.

2. uno balancer ne nemabvi wakaita sewaka pfugama mbijajana. 3. kumusoro balancer futi nema gokora ako kuitira kuti weight isaebda pamukadzi.

4. unotambisa chiuno uchiti simu dzike, simu dzike. chiuno chete wanzwa here here kwete mapendekete.

5. wombochinja woita uchienda ne divi uchikurunga chiuno. apa mukadzi anenge achitedzera rythm yako muchisangana pati.. uye inonzi romance kubata zvinyoro nyoro uchipurudzira kwete ku kwiza zvehasha or kutswinya asi kutekenyedza nhyka. mombochinjaeo staera kwete kungoita none of the above evry day nhywe.

Plus varume teach yoself kuzvi controller kwete kungonyika nekutunda. kugutsa mukadzi sandi kutunda wee. unofanira kuchovhawo ndima usati watunda sekut vakadzi tino nonoka ku climaxer kana kut kutunda. unotofanira kuti ukaona wanakirwa zvekuda kutunda wombozvomora irohwe nemhepo kana usingagone kuzvi controler nhaika.
Adverts Here
Adverts Here

Ads Place