Page Nav

HIDE

Grid

GRID_STYLE

Hover Effects

TRUE
{fbt_classic_header}

Header Ad

Solana Windscreens Zimbabwe

Breaking News:

latest

Ads Place

Cleanliness Is Next To Godliness

Iyi ikurudziro neyambiro to all the men out there. Kuma bridal shower and kitchen party kwatinoenda tinonzwa zvakawanda vachi complainer k...

Iyi ikurudziro neyambiro to all the men out there.

Kuma bridal shower and kitchen party kwatinoenda tinonzwa zvakawanda vachi complainer kuti murume wangu anoti handidi bonde ndovasingageze uye kusagona kukwira

1) hanzi munhu ano initiater sex kuma 2 or 3 kunze kwakunoyedza apa mukanwa munenge muchinhuwa kunge duzvi apa achida kuto kiswawo nandi

2) hanzi unonzwa munhu achida kudyiwa mboro apa inenge yapedzisira kugezwa kuseni munhu achibuda kuenda kubasa ichito fufunuka/ mononoka tsvina esp kune vaya vasina ku circumsaswa

3) paano pusha ganda remboro yake inetsvina, gumbeze rese bvu-u kunhuwa kunge makafira gonzo

4) vamwe hanzi choya hachigerwe, unotochekwa matinji nechoya chemunhu
Cleanliness Is Next To Godliness
5) hapwa, munhu haafungewo kutenga roll-on ye $2 chaiyo, dzinenge dzichinhuhwa zvukuti munhu anokwirwa murume akapedza, mkadzi akangotarisa ku side achizeza kunhuwirwa ne hapwa

6) kutoti baba ve mwana ngatigezei, munhu haadi hanzi im tired kana kuzvifungawo.

7) kana munhu avapa bonde pacho, kungoita sejongwe, 2minutes 5 seconds munhu anenge atotunda.

8)yambiro pliz utsanana,mazino anogezwa vanhu makuno vata zvesenemuviri, kana half body zvayokana munhu wakaneta

9) Toothbrush ngaishande mukanwa umu, haasi mazino ega anokwesha, nerurimi runokweshwa rosararuri pink, ukawonapaine tu white pa rurimi, itsvina iyoyo inozoita kutimkanwa munhuwe.

10) pakuweta, weti ngainyatso zunzwa kune vaya vasina ku circumsaswa

11) kupisika afta wadhota, take your time kwete kumhanya mhanyauchisara uine tsvina pliz.

12) vakadzi vazhinji vari kucomplainer kuti vari kuwachiswa ma underwear ane madhoti. Saka kana nemiwo bonde ringanakidze here. Vozoti hee hee mkadzi wangu haadi bonde, imi murimi mune hutsvina.
Adverts Here
Adverts Here

Ads Place