Nhasi tinoda kuti timbokurukura pamusoro penhau inotibata tose varume ne madzimai. PUBIC HAIR SHAVING. Hezvinoi zvikonzero zvishanu zvaka...
Nhasi tinoda kuti timbokurukura pamusoro penhau inotibata tose varume ne madzimai.
PUBIC HAIR SHAVING.
Hezvinoi zvikonzero zvishanu zvakakoshera kuveura manhenga edu epakavanzika (ku sheva).
1) Chekutanga, kuva nesango kunovanza nhengo yako. Musanyeperane varume the tree looks longer when the grass is shorter. Kunemiwo vakadzi sango rinovanza ndima irikuda kushandwa nemumwe wako, izvo zvinogona kuita kuti basa rinozoshandwa nemumwe wako rive zinyekenyeke.
2) Sango rinochengeta ziya ne hunyoro izvo zvinokonzera kupfumbira kwe zvindakwenya nehwema nyasi ikoko sekunonzi kwakafira gonzo kana hove. Kune vanoda kudya nekudyiwa nhengo yesikarudzi, zvinozofadzawo here mumwe wako orumwa nezvindakwenya rurimi nema lips pamwechete nekunhuwirwa?
Kugera Pubic Hair/ Choya |
4) Unoziva here kuti gwenzi rako iroro rinogona kukubudisa mubudjet nenyaya yekuti rinoboora mhapa ne shashiko (pants), uyezve rinobatira huruva rinotindivadza mhapa ne shashiko dzako. Haunzwe kunyara here apo mumwe wako okubvisa shashiko yako yaimbove chena zvino yave tye and dye yetsvina.
5) Nyaya yekuveura haigumire pamberi chete, (KUBVA NHASI ZVIZIVE) pakati pemagadziko ako panekodzero yekuveurwawo, kwete nechisvo asi hair remover ndaavamwe mungazozvichecheudza shure dzenyu idzodzo tokuzivai (kuudza mwana hupedzisira). Sango haridiwe shure nekuti rinobatira ndove, bvudzi rosungana wanikwe dzangova mhotsi shure ikoko. (muchirungu anonzi ma dingle berries). Unozofarawo here kana mumwe wako pakisimusi okutengera nguwani yeshinda yechirasta yekupfeka shure ikoko) Rasta mumusoro kwete pakati pemagadziko.
Adverts Here
Adverts Here