Page Nav

HIDE

Grid

GRID_STYLE

Hover Effects

TRUE
{fbt_classic_header}

Header Ad

Solana Windscreens Zimbabwe

Breaking News:

latest

Ads Place

Kusada Kupfuurwa Nemakumbo Ndave PamaARV!

I visited Nazareth infectious diseases for prayers with the patients. I had a conversation with one male patient, and he explained the follo...

I visited Nazareth infectious diseases for prayers with the patients. I had a conversation with one male patient, and he explained the following story:

Aiwa sekuru hamungasari manikidzirai muT 35 mune Vashandi vamhamha tiende. Akadaro mwanakomana watete vangu achiswededza vakadzi vange vari mumota, munongozivawo kugara kwevakadzi. Ndakangokwana pakona ndikati yachata muzukuru. Mota yaive netende saka yanga is I hora stereki. squeezed in ndobva toenda zvedu.
 
Husiku tichaenda ndakabatwa nehope pandakapepuka pane Mukadzi anga ati kwati neni akarara akaisa magaro ake pazvombo zvangu pachidziya kwazvo . Ndakangoerekana ndabata punani nekumashure. Ndakavhunduka knowing I gonna be in problem. But ndakabatwa ruoko rukadhonzerwa pekare kwakumbandidzirwapo . Kwakubatwa nhengo yangu munhu akafuratira ikatambiswa. Zip yakavhurwa ikavhomorwa ikatambiswa.
Kusada Kupfuurwa Nemakumbo Ndave PamaARV!
Kusada Kupfuurwa Nemakumbo Ndave PamaARV!

Pasina nguva yanga yavemo, tumaG string tunopfekerwa purpose . Ndakaita bonde ne munhu wandisingazive, wandisina kuona face yake. But mungozivawo kuti nyama inonaka inotaura yega. Mai vaive nezvnhu zvavo ivavo Ndainyatsonzwa ndakabaya panodzokamisa chaipo akashivirira ndikanzwa heat yawedzera nhengo yangu yasungwa nepunani. 

Ndakadira because ndange ndave nenguva ndisina kumboona Mukati. Akagomera zvakanzwikwa nevanhu vaive mumota asi hapana akaziva kuti chii chirikuitika. Takapedza Kwakubatwa nehope. Takasvika KuZaka hwaive husiku handina kugona kuona kuti face ndeipi. Zvakandidya moyo because ndaingoda kuzivawo kuti ndeupi. 

Tapedza kuviga tete takamboedza kufananidzira fananidzira asi face dzose hapana yaimbotaridza kuti ingava connected nenyaya yacho. Kana wekuudza ndakamushaya ini.

Dzako enda KuManheru ndakuda kuita wet I ndikanzwa unusual pain panhengo yangu but handina kuzviisa mumusoro. Ndadzoka Harare ndakazorwa and ndakanyatsoziva kuti chandakadya chamuka. Ndaitya kuenda kunotestwa so varieties ndaivadhonzera kuchibhoyi, nemaporofita. 

Kwaitaurwa zvakawanda kwazvo kuvengwa kubasa, vehukama vasingadi kuti ndibudurire yep yep. Asi chirwere handina kumirira izvozvi zvengano dzaana tsuro NaGudo. Chakandirakasha too bad apa nhengo yangu yange yazara maperembudzi. Chandakazviitira? Urwere hwakazokomba ndisisakwanise kuzvibatsira vakachenjera ndopavakaona kuti zvakuda chipboard izvi. 

Pandakaenda ndikaitwa matest ndakabatwa HIV, asi kwanzi CD4 count yangu is very very low ndobva ndaunzwa kuno Kunazareta Mutare B7. Ini ndaenda mufundisindinamatireiwo nzira yangu ive nechiedza. 

Muvaudze kunze uko kuti Mubairo wechivi rufu, uye zvemahara zvinobhadharwa neupenyu hwako.
Adverts Here
Adverts Here

Ads Place