Page Nav

HIDE

Grid

GRID_STYLE

Hover Effects

TRUE
{fbt_classic_header}

Header Ad

Solana Windscreens Zimbabwe

Breaking News:

latest

Ads Place

Kuzvibata Munhu Wemusikana

Ladies, here are some tips for you: 1. Ukamhoreswa kana kutaudzwa nemukomana zvakanaka, usapindure rough. Pamwe arikuda kukupa zvawadonhed...

Ladies, here are some tips for you:

1. Ukamhoreswa kana kutaudzwa nemukomana zvakanaka, usapindure rough. Pamwe arikuda kukupa zvawadonhedza kana kukuudza kuti pawapisika, tissue rasara rakarembera. Be nice and polite.

2. Kana wanyengwa nemukomana, be very nice. Ari kukuda nekuti akuda saka haasi kukutuka.

3. Kana wada mukomana, ndiwe wamuda saka usaite kunge wabatirwa pfuti kuti umude.

4. Kana mukomana achikunyenga, rangarira kuti ari kukuona uri nani pane musikana waachasiya kana wamuda. Chirega kumupushira kuna ex nekuita kahunhu kanobhowa kudarika ex. You are the best girl for him until you prove him wrong.
Kuzvibata Munhu Wemusikana
5. Hakuna musikana ane beche rinokunda ese saka ziva kuti beche harisiriro rinochengeta mukomana wako; anochengetwa nehunhu hwako ne attention yaunomupa.

6. Mukomana wako haapedze dambudziko rako remari. Ita ma requests ari honest, reasonable and necessary. Haungade Brazilian hair piece ye $300 iye achishandisa phone ye $80. Iwe kutotadza kuiwana kureva kuti naiyewo haana.

7. Just because warara nemukomana wako hazvireve kuti ave mwana waamai vako. Anongokusiya kana wakuita zvinonzi nevakomana, "zvekupenga."

8. Kana mukomana wako aine mwana kare, ziva zita remwana wake, pota uchimubvunza nezvemwana uye ratidza kuzove amai vakanaka kumwana wake whether une wako kana hauna. Remember iye achagara newako kana uine mwana.

9. Farirai kugeza. Zvinodadisa kudanana nemusikana anogeza. Nyatsowachawo nekushambidzika zvakanaka.

10. Usape mukomana ma sanctions asina musoro ekuti haudi kugumwa kana kubatwa naye asi uchiti unomuda. Kana usingade izvozvo, then hausati wakuziva zvaunoda pamukomana. Unongoda mari chete kunge kanzuru. Rega kuita kuti mukomana wako atsvage mumwe musikana wekuguma. Zvaunoramba kune anozviita.

11. Usadanane nemukomana anokubvunza kuti wakarara nevarume vangani as if anoripeya mapeche. Kana akuda, ngaakude kubva ipapo paakuona muchienda mberi.

12. Usadanane nemukomana asingakuremekedze.

13. Usaite shamwari dzechikomana dzakawanda kudarika vasikana vaunotamba navo. Zvinobva zvaburitsa hunzenza huri mauri nekuti iwewe wacho hautambike newe kune vamwe vasikana.

14. Mukomana wako anokosha kudarika shamwari dzako as long as muchidanana. Mupe first preference.

15. Mukomana haashaudwe pa public. Anokurova ukanyara.

16. Usaite kufungira kuti mukomana wako ari kukuchita, mubvunze zvausinganzwisise. Trust the way you can love zvekuti unotoziva kuti hapana reason yekuti mukomana akuchite nekuti uri musikana anodika zvakakwana. Kugara uchifungira zvinoratidza kuti unoziva kusakwana kwako and you know you are not the best saka rega mukomana awanewo ari nani.

17. Kurara nemukomana wako mabvumirana hakuzi kushandiswa. Mabvumirana uye wanga uchidawo kunakirwa. Haisi mhosva. Hakuna mukomana akambodzvova beche kunyangwe akakwira zuva rese.

18. As long as mukomana asati akuroora, haatore chinzvimbo chemubereki. Mukomana anokuitirawo paanokwanisa.

19. Ndinodzokorodza: beche harichengete relationship. Rinotodawo kuchengetwa nekugeza. Mahure anawo mapeche asi hapana ane relationship inoyemurika.

20. Kana usingabvumirane neizvi, ndosaka usiri mu steady relationship.
Adverts Here
Adverts Here

Ads Place