Page Nav

HIDE

Grid

GRID_STYLE

Hover Effects

TRUE
{fbt_classic_header}

Header Ad

Solana Windscreens Zimbabwe

Breaking News:

latest

Ads Place

Sisi Lovejoy [Part Two]

Ini zvangu handihooste chapu imwe iya iya, but musi uyu ndakambogaya kurova chapomba but haa zvaigona kutozorasisa tsoro yese. Pandakasvi...

Ini zvangu handihooste chapu imwe iya iya, but musi uyu ndakambogaya kurova chapomba but haa zvaigona kutozorasisa tsoro yese.

Pandakasvika kudheni ndakasvikowana maam yatorova marata pangove nasisi nekamwana vatopedza zvavo kubika vavhiona chivhitivhiti. Ndakasvikotora kamfana kangu ndkutamba zvangu nako apa sisi vachironga food. apa game plan yose yanga yatove tii kwange kwasara precise execution manje.

Pavaiunza chikafu ndakaramba ndakavatarisa pamaboobs zviya zvekuti kana naivo vazvione kuti mazamo angu akatariswa. Pandakaona kuti vazviona ndakabva ndanyatsoisa concentration zvinenge zvinekakushamisika so. ivovakanditarisa ndakabva ndamedzera mate so zviya zvinoita munhu anenzara kana anzwa munhuwi wechikafu chakanaka. Mwana akashaya kana pekutarisa akazviona kuti ndayemurwa apa. ndakabva ndanyepera kutura befu ndichiputa maziso ndichidzungudzira musoro zvangu. Iye akabvunza kuti kwainge kwakanaka heere ndkati kwanaka zvako. But massage yainge yasvika zvayo. Paakadzoka nefood takatarisana ndobva ndaisa maziso angu pa appealing mode iya ine affection akambodza kutarisa pasi asi ndaiita sekuti handisi kuona kunzvenga nzvenga kwake. Izvi zvino aorouser mafeelings emukadzi unintentionally kana manga musingazvizive kuti kune hands free romance. haa gore rino muchadzidza zvakawanda.
Sisi Lovejoy [Part One]
Ndakadzika naye kutarisa dumbumbu kwakuchimutaisa panenyaya yacho chaipo iye achinyatsozviona kuti ndopakatariswa apa. Akazomanikidzira kubuda kuenda kukitchen ini nechemumoyo ndakangoti zvinenge zvingangoita apa. Ndakazopedza kudya zvangu nekamwana kangu ndiye pindikiti mubedroom. after sometime ndakanzwa kanock, ndikati ehe pinda zvikanzi handisi kupinda ko mwana muri kurara naye here? ndikati musiye akotsire wozouya womutotora kana arara. handina kunzwa movement yekubva padoor apa light ranga riri on.

Ndikati okey ndobva ndavisa hembe dzose kusara nenduwe chete apa sabhuku vakazvemba chapomba chicho. ndikati I hope you are watching uripo ipapo. Ndakabva ndaenda zvangu palaptop ndokutanga kukuridza tumasongs twaDon Williams. Munongoiziva kuti imhombwewo futi iya. Ndakavaraidzana zvangu nekamwana kangu kusvika haa chikoman charara. ndakabva ndachinja musambo kwakuonna zvangu mablue movie s laptop iripa 100% volume.

Ndakzonzwa masteps ekubva padoor kuenda patv ndobva ndanzwa volume yetv yadzorwa. After about 20 mins ndakazonzwa kaknock zvakare zvikanzi mwna haasati arara here? ndakaita senge munhu abatwawo nehope ndobva ndangodairira kuhope kuti apinde, apa in ndakashama uye movie irikutsva palap top. Akati two steps zvikanzi hezvo nhai imi zvamusina kupfeka, ndikati aah by the way sorry , ndakanganwa ndakabva ndapinda mublanket ndikati pinda hako utore mwana. akapinda achikada ziso palaptop ndokusvasvavira mana aiva kumadziro achindigumha zvishoma, ndakabva ndaita kamoan karifaint kaye, zvikanzi sorry henyu ndakugumhai. ndikati actually ndirikutoti dai wanyatsondiuma because I felt so nice pawandigumha apa. akabva atora zvake mwana kwakubuda ndoukuenda. but haa anga atototota  nezvaanga aona. END OF Part 2.
Adverts Here
Adverts Here

Ads Place