Page Nav

HIDE

Grid

GRID_STYLE

Hover Effects

TRUE
{fbt_classic_header}

Header Ad

Solana Windscreens Zimbabwe

Breaking News:

latest

Ads Place

Sex Lesson [Lesson Two A]

LESSON TWO: MASVIRIRO - ZVAKAITA MIVIRI YEDU NEZVAINODA (Facts about the male and the female human bodies, as well as their needs). Rangarir...

LESSON TWO: MASVIRIRO - ZVAKAITA MIVIRI YEDU NEZVAINODA (Facts about the male and the female human bodies, as well as their needs).

Rangarirai kuti pa lesson one takapanana pfungwa nezve masviriro angaitwe nana baba zvekuti amai vanopa kutenda. Mumwe akanditumira message yekuti, "Ini ndikawana murume anogona kundidaro ndingamuitira hangu zvese zvaanoda kuti asandisiye, uye kuti handingadi kuita share murume iyeye nemumwe mukadzi saka ndichaita zvese zvaanotarisira pamunhukadzi"

Aaah, anenge atove makwikwi pana baba ava. Saka zvinoreva here kuti kana vanamai vasisina shungu nesu kana shungu nebonde mudzimba umu imhaka yekuti havana chakakosha chavari kuona patiri? Baba mukanzwa mai voti, "Ini handina basa nezvakawanda. Chero achiziva kusapota vana vake chete ngaaende zvake kuma small house kwake" zvibvunzei kuti sei ari kushaya shungu neni. Dzimwe nguva tinonyengerwa nema small house kana ma girlfriends nekuti vanogona iya yatinoti "faking" kana kuti 'kufeka' so that they impress you. Tichadzidza nezve "FAKING" pane mamwe ma lessons achatevera.

The following are some things zvatinofanira kungogara tichiziva about ourselves:
Vazhinji venyu munoziva maitiro enyoka ekuti painoruma kekutanga inosiya poison yakawanda kwazvo and inoruma zvine simba. Painoruma kechipiri simba rinenge radzikira uye huturu hunenge hwadzikira. Zhinji dzacho hadzitogoni kuruma kechitatu. Ndataura izvi kuti ndigone kupa tsananguro inonzwisisika nezvemuviri wechirume. Izvi hazvireve kuti varume vanongogona kuita three rounds chete ayewa. Ndichatsanangura. Asiwo ichokwadi kuti pane vane dambudziko irori.
Sex Lesson [Lesson Two A]
Murume paanotunda panguva yekusvirana anobva apera simba. Mboro inobva yasvava kana kuti kuneta. Anenge otoda kanguva kekuti azopika zvakare. Nguva idzi dzinosiyana pamunhu ega ega. Vamwe zvinovatorera nguva refu kuti itange kumira zvakare asi vamwe inguva pfupi. Aya ndiwo masikirwo evanhurume saka chinofanira kuitwa nemurume kudzidza kuti angagone basa rake sei nemamiriro ezvinhu akadai. It takes good mental, psychological and physical training kuti munhu azvigone. Musanyeperwa, hapana anozvarwa achizvigona. Ndizvo zvimwe zvandinoda kuti tigodzidzisana. Ukawana the right information unozvigona.
Adverts Here
Adverts Here

Ads Place