Page Nav

HIDE

Grid

GRID_STYLE

Hover Effects

TRUE
Thursday, April 17

Pages

Header Ad

Breaking News:
latest

Ads Place

Sex Lesson [Lesson Two B]

LESSON 2B: MASVIRIRO - ZVAKAITA MIVIRI YEDU NEZVAINODA (Facts about the male and the female human bodies, as well as their needs). 1.) Mu...

LESSON 2B: MASVIRIRO - ZVAKAITA MIVIRI YEDU NEZVAINODA (Facts about the male and the female human bodies, as well as their needs).


1.) Mutsauko mukuru uripo pakunakirwa kwemurume nekwemukadzi pabonde ndewekuti chinokosha kumunhukadzi ndechekuti mboro yako inogona kumira nguva yakareba sei? Ukuwo chinokoshera murume ndeche mapindiro mubeche nechikapa chacho. Mumwe mutsauko ndewekuti munhu wemukadzi pane paanosvika pekuti muviri wake wese unenge uchinakirwa zvekuti kumukisa chaiko kana kumubata panguva iyoyo kunotowedzera moto. On the other hand muviri wechirume hauna kudaro. Kana mboro yangopinda chete centre yezvinhu zvese inobva yava mboro iyoyo. Ukagona kuitira mboro iyoyo zvonodiwa murume mukuru anobova semombe yatemwa nedemo.

Adverts Here
(2) Inzwai varume. Mboro inofarirwa nemukadzi kudarika dzese ndeiya inogona kuramba yakamira kusvika iye anzwa kuti ndakwana. Kana ikazove yakakurawo that's a bonus, and a good one for that matter. Kana ukave nemboro diki asi uchigona kuimisa kuti twii kwenguva refu ziva kuti unogona kufadza mukadzi kudrika vamwe vanotiratidza mapicture emipinyi ye mboro dzisingatani kutunda nekubva dzarara ipapo. Pamwe pacho ukazvitarisa mazimboro mahombe acho anonetsa kumisa, uye kana amira haagoni kuti twii (haaite firm). Dzimwe dzinoratidzika kuve diki dzikamira dzinoita matanda chaiwo. Mboro hombe kana isati yamira hairevi chinhu. Tingatovhunduka taona zvainoita kana yamira..... Uye yatoramba yakamira.
Sex Lesson [Lesson 2B]
Naizvozvo varume musatange nekushandira kuti mboro ngaikure. Chekutanga ndechekushandira kuti igone kumira kwenguva refu uye yakati twii. Nhamo yenyu ndeyekuona ma porno too much pa internet. Hamuzivi kuti most of the things zveipapo zviri artificial and hazvisizvo zvinotarisirwa nemadzimai. Zvinhu zvepama porno films hazvina yatinoti "emotional attachment". Sviro yechihure haimbofa yakanaka kudarika sviro yevanodanana. Rudo ndiyo soup yesviro.

(3) Madzimai renyu basa rakapfava chaizvo kudarika varume. Nhamo yemurume ndeyekuti kana yake isina kumira hapana kufadza mudzimai. Asi imi munotogona kuita basa renyu uye kufadza murume pese pese. Chenyu kudzidzira chikapa, mastaira nezvimwe zvima spices zvinodiwa pabonde. Kabatiro kaunomuita, kapindiro kainoita nekakui svisvina nebeche kaunoita. Izvi tichazvitaura paye patichabata nyaya yeku pesanisa pfungwa dzababa nekunakirwa pabonde.
Adverts Here

Ads Place

Basa RekaBhinzi PaMunhukadzi!

Mboro YeMurume Wangu Haigone Kunditundisa!

I Seek What Is Not Yours - By Mufundisi Dzindi (Part 8)

Tete Manyati Vanoti Ziva Muviri Wemurume (Lesson 3)

Tete Manyati Vanoti Ziva Muviri Wemurume (Lesson 2)

Chinonzi CHIKAPA and how to do it well – Kugona kupaBaba Bon...

Kugona Kubata Murume Pabonde Kuita Sei?

I Seek Not What Is Yours But You! [Part 7]

I Seek Not What Is Yours But You! [Part 3]

I Seek Not What Is Yours But You! [Part 5]