TETE MaNyati vanoti Kuziva kwakaita Mukadzi kana Murume Wako: LESSON 1a Munhu ane mukadzi/murume haafanirwi kusaziva mamirire akaita muvi...
TETE MaNyati vanoti Kuziva kwakaita Mukadzi kana Murume Wako: LESSON 1a
Munhu ane mukadzi/murume haafanirwi kusaziva mamirire akaita muviri weumwe wake. Unonzwa murume mukuru agara makore kana mashanu achibvunza kuti weti yemukadzi inobuda napai, kureva kuti haana kumboongorora mamirire akaita panhu pomukadzi wake.
Anongo tsvanzvadzira opinza chinhu chake asingazivi kuti pakaita sei. Isu vakadzi tinonzwa kufara pamoyo kana murume achifarira kupaona nokupawana pachinakidza kuona neRudo.
Mukadziwo anofanira kujaira murume achipaona madiro. Murume ngaazive pane zvinhu zvese kuti agoziva kuzvishandisa. Asi bodo, varume vakawanda kutya kutarisa kunge panoruma unoona murume mukuru kugona kutarisa zvisiri zvake mumba asi mumba make achitya kutarisa.
Ukaona une murume akadaro asingambodi zvokutarisa, unokwanisa kumupa basa rokuita ipapo. Unobva kwawabva wosvika kumba wotsvaka chimushini chaanoshevha nacho ndebvu Shaving Machine, womukumbira kuti akushevhe pamberi pako.
Tete Manyati Vanoti Ziva Muviri Wemurume (Lesson 1) |
Geza usati wakumbira, wobva wapukuta zvakanaka pooma. Chibvisa hembe umuvhurire makumbo woisa piro pasi pemagaro panhu ponyatsoti mbee pabani. Anoita zvinyoronyoro kusvika apedza iwe uchimubatsira nokumubatira panoda kubhenengugwa.
Kana uchimuudza zvokuita muudze zvinhu nemazita azvo abve aziva kuti ichi ndeichi. Ukabva kuno kuguvhu uchidzira kuzasi unotanga kusvika pane chakafukidza bhinzi.
Muvhurirepo achiona bhinzi kana yakamuka. Kana isina kumuka inomuka paano tanga kushevha wowana chanzi yokumutaridza, zvichibva nokuti bhinzi yako yakakura sei.
Zvanzi vamwe vane binzi dzidikidiki zvinonetsa kuona kana zemo pasina. Murume achibatabata achishevha haukoni kuita zemo. Achishevha kudaro unoona wega kuti ari kunatsotarisa asi uku anenge atoti twii nhengo yake futi Usaita hanya nazvo iwewo unenge wava kunyorova asi rega apedze basa rawamupa, uye kuona zvaari kuita.
Kazhinji murume achingopedza kukushevha mese menge mava nezemo zvokuti munopedzisira mava panyaya yeBonde zvakasimba.
Zvinobetserei kuti murume azive mamirire akaita zvinhu pamukadzi wake? Zvinobatsira kuti kana paya muchitamba muchigadzirira kuti muite bonde, azive pokubata nopokupurira mukurudzirewo pakuita kwake.
Pakushevha paya usangoshevhiwa wakanyarara, Rerutsa hana utambe naye achishevha uchimuudza zviri kuitika. Nokuti pari kuzvimbiswa nei muudze azive kuti akadai panodai. Varume, zvikuru vechiZezuru, vanotya kutarisa Beche kana bhinzi yomukadzi pane maSuperstition anotaurwa pazviri.
Wana zano rokutaurira murume kuti apa ndipo paHeadquarters yekunakirwa. Ita kuvhura kubhenengura zvakaifukidza woratidza murume kuti anosvikapo sei uye kana asvika anoiteipo ipapo.
Vashoma varume vanoziva kuti bhinzi inonakira mukadzi kupfuura mukati meChitubu "Beche". Vakawanda vanofunga kuti kupinzwa chombo ndiko kuri mberi kupfuura zvese. Kunaka kwechombo ndiko hako asi kana achiita pakawanikwa anokwiza nyama dzakatenderedza bhinzi chombo chiri mukatiwo haunonoki kutundisa Mukadzi wako.
Unotsanangurira murume wako kuti unoda kunakirwawo sokunakirwa kwaanoita kana chombo chake chichikwizwa nemukati meBeche, isuwo tine kachombo kedu kadikidiki kanonakawo kukwizwa, asi kanokwiziwa nemaoko iko kaBeans.
Vakadzi vakawanda kana vaita zemo havachagoni kuti bhinzi chaiyo ikwizwe kana kupuruzirwa nokuti hazviiti, inenge yanyanya kuita SENSITIVE.
Asi kungokwiza zvakatenderedza bhinzi ndiko kungaitwa. Bhinzi pavakadzi vazhinji ndiyo inonaka kupfuura zvese.
Kana murume ari mukati achikoira pakupinda anodhonzerera nyama dzakatenderedza bhinzi zvichibva zvanaka ende futi varume farirayi kutaura neVakadzi Mumba menyu munoita kunakirwa nekunzwirira kuchemerera kwevakadzi muri pakusakura ndima yenyu.
Tobatana paNext Lesson
Adverts Here
Adverts Here