Page Nav

HIDE

Grid

GRID_STYLE

Hover Effects

TRUE
{fbt_classic_header}

Header Ad

Solana Windscreens Zimbabwe

Breaking News:

latest

Ads Place

Discharging During Sex

KUBUDA FURO RICHENA PAKUITA BONDE! Vazhinji vano ona beche richibuda zvichena pakuSvirana. Tete MaNyati vanoti Kune vakawanda vari kubvunza ...

KUBUDA FURO RICHENA PAKUITA BONDE! Vazhinji vano ona beche richibuda zvichena pakuSvirana. Tete MaNyati vanoti Kune vakawanda vari kubvunza kuti pakuita bonde chii chinoitisa kuti furo jena ribude mumukadzi. Furo iri rinoonekwa kana wozvipukuta kana kuti wopukuta chombo chomurume. Pamwezve kana wakarara nomusana murume ari mukati muchikoirana, rikatanga kubuda unonzwa richieredza rakananga kumubhedha.

Furo iri rinoitiswa nei uye sei risingaiti nguva dzese pamuno Svirana?

Chokutanga ndoudza vaya vanotya zvinhu zvavasinganzwisisi kuti beche rako kana raita dambudziko unokasira kuziva nokuti panobuda hwema hwakasiyana uye panokwanisa kuvava zvokuti unogarokwenya.

Furo jena iri harina hwema hwakaipa asi rinowedzera hwema hwebeche kana makambonzwa varume vachiti HWEMA HWEMA. Zvinonzi kana murume akakukasirira iwe ukada kuti akasirezve kumira chombo kuti akupamhidze KuSvira zvekare, unovhura makumbo womufukidza jira musoro kuti hwema hwese hwechitubu humukasirire kumira kweMBORO yake.

Furo iri harina chakaipa pariri asi kumurume anonzwa kuti panhuwirira Mukadzi ane ZEMO anoto misa chete Mboro nekuti anzwa hwema hwebeche.
Chokutanga ndechokuti rinoitika kuvanhu vakawanda chose uye hachisi chirwere.

Rinoitika kana wamboita nguva zemo rakakwira usina wawarara naye uku uchieredza kubva mukunyorova kwenhengo yako.
Discharging During Sex
Zvoitazve kuti pakati penguva yokumwedzi paunokandira zai furo iri rinosiyana ruvara rwaro uye kuwanda zvokuti kana uri munhu anogaro rara nomurume uye murume wako achikuitisawo zemo guru, uchaona kuti kuwanda kwefuro iri kunosiyana panguva yemazuva epakati pokuenda kumwedzi.

Furo iri kuwanda kwezemo chete, saka bvisanai zemo pasina anotya nazvo. Vamwe vanowanza furo vamwe havaiti furo, vamwe vanoita dzimwe nguva voshaya dzimwe nguva.
Saka usatambudzika nazvo hako mwanasikana.
Tarisa nguva yomwedzi ugoona kana zvichichinja pakufamba kwemwedzi.
Tarisazve kuti wange une zemo rakadii musi uyu uchitsrisa nemamwe mazuva a darika.

Tosanga zvekare naTete MaNyati muzvimwe zvikamu zvekubuda Furo iri kuzasi kwenyu Madzimai.
Adverts Here
Adverts Here

Ads Place