Page Nav

HIDE

Grid

GRID_STYLE

Hover Effects

TRUE
{fbt_classic_header}

Header Ad

Solana Windscreens Zimbabwe

Breaking News:

latest

Ads Place

I Seek Not What Is Yours But You! [Part 3]

Ndakasvika paden, motor mugarage, kamwana kakabuda kachimhanya daddy, daddy, daddy, Ndakasimudza Tafadzwa ndichipinda naye muden. Wife anga ...

Ndakasvika paden, motor mugarage, kamwana kakabuda kachimhanya daddy, daddy, daddy, Ndakasimudza Tafadzwa ndichipinda naye muden. Wife anga akatyora zvake mulounge ari glued paAfriacan movie, kuita seasina kuona kuti mapinda munhu. Ndakambomirawo kuti pada ndichaswereswawo. On a second thaught ndikamusweresa iye akangodairira pasi pasi without even looking at me. Ndakapfuura kubedroom zvangu ndokusvikotyora ndichitamba naTafadzwa. Apa ndichigaya kuti ndotangira papi nyaya yangu.

Ndakadzokera ndokukumbira mvura yekumwa, ndikanzi irimo mufridge. Mamoyo was too busy to attend to me. Ndaiziva kuti kana zvatangaso hapadyiwe rinopisa. Ndakagara panext naye ndichitamba zvangu nemwana. Ndakazobvuta remote ndikati ndikuda kuona news, apa ndichitochinja channel. Maiwe!!! Ndikati ndamudenha mwana wemurozvi, she sweared and cursed me and all my ancestors. I kept calm zvangu ndichiona news.
I Seek Not What Is Yours But You! [Part 3]
As if I did not notice that she was angry, ndakamuudza zviri soft kuti aifanira kuzokurumidza kubika because ndaida kurova poto ndakabvisa rusamboka ini. Akandikanda a talking eye. What a funny ?? I thought. Mamoyo ndini murume wako incase wakanganwa, ndakatoroorawo kumba kwenyu pfuma yakaenda vakadya but ndakangofanana nemunhu asina kuroora. Bonde Kamwechete after so many months, mbatya ndowacha ndega, ikozvino mubedroom murijunk kubva zvawamuka you cant even sort out the bedroom, Hona zvakaita kitchen yako mamwe makoko akutovira mupoto nekugarisa, ihwo unyunyu, nhunzi nemapete handichatauri, ingoonawo wega. Ndofunga kana naiye akatozvishaya kuti zvabva nepi ndikanzwa kwakunzi ndokufuru kwamaiudzwa izvozvo? Ndakatukirirwa nezvemubhurugwa zvikanzi unofunga kuti kukura kwemachende ako kunondityisa ini, ndogona kukubaya nebanga so ukada kundisokosa pano. Kutaudzana kwedu kwakabva kwatomupa mukana wekusabika. Pandakaona mwana akupihwa cerevita ndakabva ndaziva zvazvaireva. From there shasha straight kunorara. Was that enough? No it was not.
I followed mubedroom ndakuda kukwira manje, ndakatanga kubata munhu achipopota ini ndichingobata chete, Ah mukadzi wangu hameno chakamugara chokwadi, takaita wrestling chaiyo. Mamoyo akatanga kupopota nhasi, anosvika mangwana makuseni non stop. Pamwe pacho hanzi urikuda beche? Rangu iri ucharionera mudenga seTV yemubhawa!!. Akadaro achirirova rova neruoko. Ndakabva ndaona kukosha kwaro sure. I chokwadi anenbeche ndiye muhombe chokwadi. Anyway, I insisted paitofanira kukwirwa munhu chete, If it meant to rape her so be it because munhu anojaira nhema. Aona ndamuisa pakona ndopandakarohwa nemunyati ndikanzi kana uchirida serious enda unotora mvura yekumwa undipe because iwe ukanga haupedze ndokuziva, especially apa watombova nethree weeks so.. I thought haa ndahwina, ndakabuda kunotora mvura, when I returned the door was locked from inside, zvikanzi chikwira tione, Mukadzi anosvotesa iyeye munongonzwa imi. I told her to open the door or else I was going to commit scuicide, akaridza chikwee chevakadzi vemakuhwa chiya, zvikanzi enda unofa uko munhu anoda beche kunge wakazvarwa wakaribata mumaoko, uzvisungirire pamutomatisi nebubblegum ufe uchinhuwiraa!!! I banged the doors smiling and off I went.
Adverts Here
Adverts Here

Ads Place