Page Nav

HIDE

Grid

GRID_STYLE

Hover Effects

TRUE
{fbt_classic_header}

Header Ad

Solana Windscreens Zimbabwe

Breaking News:

latest

Ads Place

I Seek Not What Is Yours But You! [Part 7]

I started staying with mynewly found love and comfort; I would pass my house ndichiona mwana, paizondirwadza kana ndakubuda mwana aichema zv...

I started staying with mynewly found love and comfort; I would pass my house ndichiona mwana, paizondirwadza kana ndakubuda mwana aichema zvaindisiririsa. Saka ndaitozomira until karara ndozobuda zvangu. Iye kana kumbobvunza kuti zvirikufamba sei pano.

Pay time ndaingoendesa pay yose nepayslip yacho ndobva ndarova pasi zvangu. Two months passed by and my life had changed, and my beautful Sheilla was pregnant. OMG, this was awesome!! At home I could see that my wife was slowly getting to her senses, because since the day ratatukana handina kumbozomukumbira beche zvakare, iye haana kumboonawo mboro yangu yakamira futi zvayaisimboita achinditsvinyira, someone took good care of it.

Munongozivawo kana vehukama vaisiona sekuti wakadyiswa, pakadai apa unenge wakuvapprover wrong. In no time the news reached every ear of my concerned relatives. Sheilla took advantage of that, and penetrated the hearts of my sisters, my young brothers and cousins.

Mukurumbira waSheilla wakasvika kuruzevha chaiko. She would visit masisters angu vanogara kuhopely kwekuti ukasvika haupinde mumba, kwete nekusada but maisakwana vanhu more than three. Haa this woman is so humble and down to earth mhani, waiwana mec yakapaka yakazembera katin house kuhopely uko. Mamoyo wangu ndiye chete akasara sirikuziva zvirikuitika muJerusarema, kunyange kamwana kangu kaTafadzwa kaitozivawo kuti kuborrowdale kunamainini and vachiwirirana heavy
I Seek Not What Is Yours But You! [Part 7]
The truth was, financially I had no capacity to married to Sheilla. We were different worlds apart. Ndakazogara naye pasi ndichimuonesa mamiriro eupenyu nemamiriro akange akaita zvinhu and she listened very attentively, achigutsurira musoro following every word that came out of my mouth, but after all the preaching she held my hand and said Hondo, I seek not what is yours, or what you have, but you! You are enough for me; in you I saw my beautiful world. Full of happiness and dignity. I Love you!! We kissed and ended up making love.

Ndakangozoitawo mhanza , I was called for an interview by an NGO ndikapinda machena ka1. Basa , imba, Toyota D4D double cab. I broke the news kuna Mamoyo kuti kucompany basa rakange rapera ndainge ndakutoshandira notice, so she was to go kumusha ini ndange ndafunga zveSA. She could not take any of that, instead she was opting to go and dump baby boy Tafadzwa kuna amai vangu kumusha, because sisi vake vange vamusheedza kuNamibia kubasa. I said its ok kana aiida kuenda in that way, it was only to be approved on one condition, a full night ndichisvira no excuses. Akambotsika tsika kuti zvemarounds hobo hazviite what what, akazobvuma zvake because she really wanted to go. but to me it was good riddance. Part 8 LAST DAY NAMAMOYO ..
Adverts Here
Adverts Here

Ads Place